Chikowa

Kubva Wikipedia

Chikowa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Mavis Chikowa; Rachel Chikowa; Chikowa Kabwe.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.