Chikohwa sezita

Kubva Wikipedia

Chikohwa izita remhuri rinowanikwa kuZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Samuel Chikohwa; Ruvarashe Chikohwa; Patience Chikohwa; George Chikohwa.
  • Pane muti unonzi chikohwa unowanikwa muZimbabwe. Mamwe mazita awo anonzi munhanganhuru, ruhwati, chinungu kana gweravana.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaHlengwe vanoti mhangani kana chigiakia (n. Aloe excelsa. Aloe tree) kureva chikohwa.