Chikarakara
Mataridziko
Chikarakara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Jacob Chikarakara; Leon Chikarakara; Leo Chikarakara.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- VaZigula vanoti chikarakara (n. tonsilitis; swollen or infected tonsils).
- VaZigula vanoti vikarakara (n. tonsilitis; swollen or infected tonsils).