Chigwedere

Kubva Wikipedia

Chigwedere izita rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Aeneas Chigwedere aiva gurukota reDzidzo muhurumende yeZimbabwe.
  • Zvino Abrahama naSara vakanga vave vasharuka, vati gwedere nouwandu hwemakore; nomuitiro wevakadzi waiya usikachaitiki kunaSara. (Genesis 18:11).
  • gwedere gwedere (ideophone of Walking feebly (person or animal). Kugwederedza (Make to walk in the way an enfeebled person or animal does).

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.

  • Nyanja inoti kugwedera (v. to shake; be slack) kureva kuzunza. Sokuti: Dzino ligwedera (v. the tooth is loose).
  • Nyanja inoti gwedeza, gwedezeka (v. to stir, shake, slacken). Mamwe mazwi: gwedeza kosi (shake one's head) kureva kuzunza musoro.