Chiguwa

Kubva Wikipedia

Chiguwa izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tererai Chiguwa; Farai Chiguwa; Kumbirai Chiguwa.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti chiguwa (n. sorgham stalk) vachireva gunde remapfunde.