Chigava sezita

Kubva Wikipedia

Chigava izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Francis Chigava; Tafadzwa Chigava; Faith Chigava.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Xilenge vanoti cigava (n. a district).