Chigaazira

Kubva Wikipedia

Chigaazira izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Chipo Chigaazira; Nicola Chigaazira; Martha Chigaazira.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNande vanoti omúgánzirwa (n. moon (lit .: ‘what we use to count the months')) kureva mwedzi.