Chifuro sezita
Mataridziko
Chifuro izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe,Zambia neMozambiaque.
- Vanhu vane zita iri: Tryness Chifuro; Loveday Chifuro; Petros Chifuro.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Mambwe vanoti cifulo (n. place, residence, situation, position, abode, domicile).