Chidzayo

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Wedge (wig).jpg

Chidzayo (door wedge) chimuti chakavezwa chakatetepa rimwe divi, rimwe divi riri gobvu; chimuti ichi chinoshandiswa kugamha gonhi kuti risavharike.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

  • Shilluk vanoti gam (v. 1. receive, catch something or someone, usually in one's hands; 2. deliver, act as a midwife, "catching a baby") kureva kugamha.
  • Shilluk vanoti gam (v. interrupt by speaking) kureva kugamha pakutaura. Sokuti: Rega ndikugamhe usati waenderera mberi.