Chidumba sezita
Mataridziko
Chidumba izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Tecla Chidumba; Joyline Chidumba; Tsitsi Chidumba; Netsai Chidumba.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.
- Maconde inoti chidumba (n. fever).