Svetuka kuchirochemo

Chiduku

Kubva Wikipedia

Chiduku Chieftaincy, Rusape Zimbabwe

Direct Descendants of The Rozvi Empire.

Ishe Chiduku weWarozwi aitonga nyika yaigara WaMawungwe, WaManyika, Mabocha, WaNyashanu, Makombe pamwe ne Mazezuru.

Chiduku Primary School

Articles

https://teacher.ac/chiduku-primary-school-location-contacts-zimbabwe/

Chiduku izita rinowanikwa muZimbabwe.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaTaita vanoti kiduku kana lukolo (clan) kureva dzinza.
  • VaKongo vanoti etuku (origin, source, cause, derivation - often used in plural).
  • Xilenge vanoti ciduko (n. honour). Mamwe mazwi: liduku (honour, a man who honurs others).