Chidhangu sezita
Mataridziko
Chidhangu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.
- Vanhu vane zita iri: Grace Chidhangu; Fadzai Chidhangu; Tapiwa Chidhangu; Margret Chidhangu.
Mitauro yeAfrika
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.