Chiandana

Kubva Wikipedia

Chiandana izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Edmore Chiandana,Lindsay Chiandana, Brian Chiandana, Brenton Chiandana, Besley Chiandana, Melissa Chiandana,.
  • Vanhu ava vanobva kuChipinge. Their totem is ```Dziva```.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti kuandama kana kuandamila (to walk by the side of; to cleave; stick together).
  • VaZigula vanoti kuandakanya (to connect ; tie up (as a bundle of sticks).