Chiambaro sezita

Kubva Wikipedia

Chiambaro izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Awelani Chiambaro, Chilidzi Chiambaro, Chifuko Chiambaro, Mukondeleli Chiambaro.
  • Chiyambaro (article of clothing) zvichireva chipfeko. Kuyambara ndiko kupfeka.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Xitsonga vanoti xiambaro (n. clothing; vestment).