Chete sezita

Kubva Wikipedia

Chete izita remhuri rinowanikwa muNigeria, Malawi neZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Chete Nwanze; Emeka Chete; Agness Chete; Limbani Chete .

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • C'Lela vanoti baaba, cètò kana cèté (n. father) kureva baba.