Chenza (kutodza)

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search
Chenza
Faust bei der Arbeit.JPG

Shoko rokuti chenza (Likeness, imitation, similar, resemblance) rinotaura kufanana kana kuva mufananidzo wechinhu kana maitiro emunhu.

Muenzaniso[chinja | edit source]

  • Ita chenza nababa vako - apa kureva do just as your father does (or did)
  • Ane chenza nababa vake - he looks like his father.