Svetuka kuchirochemo

Chatikita

Kubva Wikipedia

Chatikita izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Bright Chatikita, Lovemore Chatikita; Tinashe Chatikita; Jonathan Chatikita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emutauro yeBantu anotadzana.

  • MaZulu vanoti tikita (v. Dilly-dally; fiddle about with work; work halfheartedly). Mamwe mazwi: tikita (v. Struggle to do; strive).
  • MaZulu vanoti tikita (v. Cover a hut well with matting). Muenzaniso: ukutikita uphahla ngomhlanga (to cover a hut-roof well with reeds).
  • MaZulu vanoti tikitela (v. Urge, press forward ; persist, pester). MaZulu vanoti tikita (v. Leave in the lurch; get someone into trouble).
  • MaZulu vanoti Bashaye umuntu, fiatikitela mina (They assaulted a man, and left me to bear the blame).
  • MaZulu vanoti umtikito kana imitikito (n. 1. Half-hearted attempt; dilly-dallying. 2. Struggle, striving).