Charwara sezita

Kubva Wikipedia

Charwara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: David Charwara; Kudakwashe Charwara.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaTaita vanoti kurwara (v. to dress) kureva kupfeka.