Bvinina

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Kubvinina kana kudzinina (Percolate) izwi rinodudza chiro chinotendera mvura kana umwe mutuvi kuti uny'atire uchipinda mumhande yechiro ichi kudzamara mvura iyi yabuda kune rimwe divi. Kana ukachera gomba mujecha riri pamahombekombe erwizi mvura inobvinina ichipinda mugomba iri.

Kusinina (leak slightly).

Tsika[chinja | edit source]

  • Chera mufuku uone mvura kubvinina.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaZigula vanoti kuseremka (leak dry thing; leaking dry things) kureva kubvinina.
  • VaZigula vanoti kuseremula (leak dry thing; leaking dry things) kureva kubvinina.