Svetuka kuchirochemo

Bushu sezita

Kubva Wikipedia

Bushu izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tariro ; Audrey Bushu; Tadiwa Bushu; Tapfumanei Bushu.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • Ila inoti bushu (n. face, countenance, front) kureva chiso. Ila vanoti ku bushu (in the presence of).
  • MaZulu vanoti bushu (ideophone of walking naked) kureva nyaudzosingwi yekufamba uri mushu.
  • MaZulu vanoti bushuza (walk about naked) kureva kufamba uri mushu.
  • Sangho vanoti püsü (n. lung) kureva mapapu. Mamwe mazwi: püsû (adj. white).
  • Bushong vanoti busho (n. enslavement) kureva kuitwa muranda.