Bupe sezita

Kubva Wikipedia

Bupe izita remhuri rinowanikwa muZambia.

  • Vanhu vane zita iri: Bupe Chibesa; Bupe Sinyangwe; Bupe Mwakyusa; Bupe Nambule.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mime mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeAfrika anotodzana.

  • VaBemba inoti bupe (n. Gift; generosity) kureva chipo.
  • VaBemba inoti wa bupe (adj. Generous) kureva munhu anopa.