Bunolo sezita
Mataridziko
Bunolo izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa.
- Vanhu vane zita iri: Bunolo Moyo; Bunolo Khuzwayo; Bunolo Dlamini; Simphiwe Bunolo.
- Mazwi ari pedyo: Chinyoro sezita; Munyoro sezita.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mamwe mazwi emitauro yeBantu anotodzana.