Bungwa sezita
Bungwa izita remhuri rinowanikwa muZambia neTanzania.
- Vanhu vane zita iri: Justin Bungwa; Gabison Bungwa; Zedone Bungwa, Nzowe Bungwa.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya.
- Kikongo inoti bungwa (n. a desire, longing).