Bingu sezita
Mataridziko
Bingu izita revanhu rinowanikwa kuMalawi.
- Vanhu vane zita iri: Mathews Bingu; Perfact Bingu; Chikondi Bingu; Bingu wa Munthalika.
Mitauro yeBantu
[chinjirudza | chinjirudza mabviro]Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.
- Shimwali vanoti bingu (n. sky) kureva denga