Svetuka kuchirochemo

Bhavha

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva kuBhavhu)

Bhavha kana bhavhu (bath) zvinoreva zidhishi zihombe rinogezerwa muviri.

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • VaWanga vanoti libafu (n. bath) vachireva bhavha.
  • VaLuba vanoti mbaafu (bath) kureva bhavha.
  • VaIkizu vanoti ibhafu (bathroom) kureva bhavha kana bhavhu.
  • VaZigula vanoti bafu (basin, tub, bath tub) kureva bhavha.