Mapeya

Kubva Wikipedia

Mapeya (pair) zvinoreva zvinhu zviviri zvakasikwa kana kugadzirwa kuti zvishande zviri pamwechete sepeya dzebhutsu.

Kurerutsa Mukauro[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Peya dzeshangu.
  • Peya yemapatya.
  • Peya yechigero.

Mitauro yeChiBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Herero vanoti ombangane (pair; couple) kureva pea.