Bepura sezita

From Wikipedia
(Redirected from Bepura)
Jump to navigation Jump to search

Bepura izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Pedzisai Bepura; Drey Bepura; Nomagugu Bepura.
  • Bepura (recovering consciousness). Nyaudzosingwi yokuti bepu inodudza kupepuka - ideophone of recovering consciousness.

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaNsenga vanoti pepula (v. mock; ridicule).