Bata sezita

Kubva Wikipedia

Bata izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe, neSouth Africa.

  • Vanhu vane zita iri: Molly Bata; Allen Bata.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeAfrica, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Bushong inoti bata (n. people) kureva vanhu. Bushong inoti muota (n. person; somebody; servant) kureva munhu.
  • Sangho inoti bata (n. to keep; preserve; protect; guard; sustain; retain).