Bare sezita

Kubva Wikipedia

Bare izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Godfrey Bare; Gabriel Bare; Tendai Bare; Peter Bare. Vanobva kumusha weChivhu kuChirasauta uye vari varozvi

Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tariro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.

  • Sangho inoti bale (n. group of ten) iboka regumi. Mamwe mazwi: bale-gumbaya (n. ninety).
  • Sangho inoti bale (adj. unique, final). Mamwe mazwi: bale (n. river).