Svetuka kuchirochemo

Chaunga

Kubva Wikipedia

Chaunga (group of people) apa kureva kuungana kwevanhu seboka rimwe.

  • Ringira, ndinozokuita kuti ubare, ndikuwanze; ndinozokuita chiunga chevanhu: ‘I am going to make you fruitful and increase your numbers. I will make you a community of peoples, (Genesis 48:4 Bhaibheri reChiNdau.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
  • VaSwahili vanoti kiungo (1. something serving to connect or join; 2. connection, joint, coupling etc. 3. Elec - connection, switch, contact; 4. joint articulation).
  • Digo vanoti kuungana (to come together to form a group, to join with one another). Digo neChewa vanoti unga (to join, to unite).
  • Chewa vanoti kuunganicha (to unite). Chewa vanoti kuunga bwalo (to assemble a court).
  • Barotse vanoti liunga kana maunga (n. group of people, company) kureva chaunga. Kimbundu vanoti kionga (n. assembly; congress; conference).