Baradzira

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Pachinyorwa chino izwi rokuti baradzira riri kuturikira inonzi propaganda kuEnglish - kunova kuparadzira mashoko zvikurusei mashoko anobva kuhurumende, mapato ematongerwo nyika kana mamwewo masangano ane vavairo yekubata pfungwa nomoyo dzeruzhinji rwevanhu.

Mamwe Mazwi[chinja | edit source]

  • Barara (ideophone of spreading widely e.g. in open plain; extending over a wide area).
  • Bararira (scattering) Could this also mean generalizing? Ko izwi rokuti chaparira rinopinda papi?

Mitauro yeBantu[chinja | edit source]

  • VaYao vanoti kupalalika (to be scattered in different directions) vachireva kupararika.
  • VaYao vanoti balala-balala (hither and thither; in confusion; helter-skelters vachireva kupararira.