Bara sezita

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Bara izita remhuri rinowanikwa muZimbabwe.

  • Vanhu vane zita iri: Tatenda Bara; Wilbert Bara; Tafadzwa Bara.

Mitauro yeAfrika[chinja | edit source]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Chinangwa ndechekutsvaga zvinoreva mazita, zvikurusei kana mazita aya asisiri kutaurwa mumutauro wemazuva ano.

  • VaZigula vanoti bala (adj. cunning) vachireva kuchenjera. Sokuti: Bau diya ni bala. (That hyena is cunning).
  • VaZigula vanoti bala (adj. shrewd, smart, wise) vachireva kungwara. Sokuti: Ni mbala. (He/she's shrewd).
  • VaBambara vanoti bara (one's home; place). Mamwe mazwi: bara (adj. favorite, preferred, preferred wife) vachireva svovi.
  • C'lela vanoti bala (v. invent; pretend).