Bakasa

From Wikipedia
Jump to navigation Jump to search

Bakasa inzvimbo iri mudunhu reMashonaland Central.

Mitauro yeChiBantu[chinja | edit source]

  • VaKalanga vanoti bhakasa (pole enclosure around living quarters) kureva rumanda rwemapango rwakakomberedza musha. KuMashonaland Central kune ruwa rweBakasa.
  • Mururimi rweUmbundu vanoti ocipakasa (mat used as a curtain).
  • Izwi rokuti kupakasa (v. Labour; work for payment) rinotaurwa mururimi rweLugungu; munhu wacho onzi mupakasi.
  • Izwi rokuti pakasa (v. to work for a living; work for payment) rinotaurwa mururimi rweLuganda.
  • VaNgala vanoti mpakasa (buffalo) kureva nyati.