Amainini

Kubva Wikipedia

Amainini (aunty) zvinoreva zvinotera:

  • Amainini munin'ina waAmai.
  • Amainini mukadzi wemunin'ina Ababa.
  • Amainini munin'ina wemukadzi wemunhu.

Mitauro yeAfrika[chinjirudza | chinjirudza mabviro]