Amai (tsauranisa chirevo)

Kubva Wikipedia

Amai, amai, AMAI ishoko reChishona rinoshandiswa sezvirizasiyo:

Mubereki[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Amai (mother) kureva mubereki wechikadzi.
  • Amai (wife of) kureva mudzimai wemunhu, senge kuti Amai Mwaruwari.
  • Amai (mother of) - kureva amai wemunhu senge kuti Amai Takudzwa kana Mai Takudzwa.

Mitauro Yakapinda kuChishona[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

  • Chiputukezi vanoti mãe (n. mother) kureva amai. Shoko irori (mãe) vanoritaura vachiti mai.


Zanhi rinori ndere kutsauranisa chirevo, rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.