Svetuka kuchirochemo

Alunga sezita

Kubva Wikipedia

Alunga izita remhuri rinowanikwa muSouth Africa neDRC.

  • Vanhu vane zita iri: Mirador Alunga; Clarisse Alunga; Meresia Alunga; Esther Alunga.
  • Mazwi ari pedyo: Kurungama, Chirunga sezita.

Mitauro yeBantu

[chinjirudza | chinjirudza mabviro]

Pano panyorwa mazwi ari pedyo nezita iri kune mimwe mitauro yeChiBantu, asi zvinoreva zita zvigona kusiyana zvachose nemazwi ari pasi aya. Pane tarisiro yekuti mitauro yeAfrika inotodzana mazwi.