Hupfumi (Wealth) kusanganiswa kwezvinhu zvine muridzi zvinotenderwa kutengwa nokutengeseka. Pfuma inosanganisira: mari, dzimba, zvivakwa, zvipfuyo, zvirimwa, nhumbi, muchovha nezvimwewo.
Akaimba muimbi Oliver Mtukudzi achiti, "Mupfumi ndiyani ane mari neane hutano, ndiani?"