Twiza

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Giraffen.jpg

Twiza (giraffe in English) imhuka refu inowanikwa muZiwumbe reAfrica zvichibva kunyika yeChad kusvika kuSouth Africa. Rimwe zita rinopiwa mhuka iyi dzinonzi furiramudenga izvi zvichitaura pamusoro pekureba kwadzo kuti dzinofurira mudenga. MuZimbabwe, twiza dzinowanikwa muHwange National Park.


  • Twiza ine makamba akaita brown ne white.
  • Twiza ine musoro nechiso zvinenge zve nghamera.
  • Twiza ine nyanga diki. Hadzi dzinomera bvudzi pakati penyanga; mikono haina bvudzi pakati penyanga.