Siera-Leyoni
Mataridziko
(runangakatsva kubva kuSierra Leone)
| |||
National motto: Unity Freedom Justice | |||
Siera-Leyoni (kureva Sierra Leone) kana Siera-Lewoni inyika iri muAfurika, pachihofisi inonzi Rudhende rwe Siera-Leyoni. Mutauro anowanzo taurwako iChingezi, uye huzhinji hukuru hwe vanhu hwunoereketa mutauro unonzi Chikrio.
Gutaguru reSiera-Leyoni rinonzi Furiitauni (Freetown).
Vanhu vekuSiera-Leyoni vanonzi Vasieralewi, asi munhu mumwechete anonzi Musieralewi/Msieralewi.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |