Ruzivo
From Wikipedia
Kana munhu achinzi ane ruzivo (Knowledge in English) pamusoro pechinhu kana kuti pamusoro pemumwe munhu zvinoreva kuti ane chimwe chezvinotevera: tsananguro, humbowo, hunyanzvi, hukwanisi maererano nezviri kutaurwa zviri mudariro. Ruzivo rwunogona kuwanikwa kuburikidza nokunge munhu akazvidzidza kana kunge akamborarama mazviri.
Tsika [chinja]
- Muzivi wenzira yeparuware ndiye mufambi wayo.
- Kuziva ambuya huudzwa.