Humbowo (evidence in English) izwi rinoreva zvinhu zvose zvingashandiswa kutaridza kuti zviri kutaurwa kana kududzwa ichokwadi. Kazhinji humbowo hunodiwa kumatare anotanga mhosva, senzira yokutaridza kuti pane mhosva kana kuti hapana.