Pepanhau

From Wikipedia
Jump to: navigation, search
Guardian.JPG
Street Scene - Salta - Argentina.jpg

Pepanhau (newspaper) igwaro rinonyorwa rine chinangwa chokushambadza nhau dziri kuitika munharaunda, mudunhu, munyika uye Pasirose. Mapepanhau emuZimbabwe, anosanganisira Herald, Sunday Mail, Chronicle, Kwayedza, Manica Post, Daily News, Mirror, nemamwewo.

Mapepanhau anowana mari yakawanda kubva kuvatengesi vanenge vari kushambadza zvavanotengesa.

Mapepanhau anowanikwa munzvimbo dzakawanda dzinosanganisira: misika yemumigwagwa; zvitoro zvemabhuku; zvikuvamagwaro; mahotera zvichingodaro.