Nungu
From Wikipedia
Nungu (porcupine in English) imhuka iri mumhuri yemakonzo inozivikanwa nekuva neminzwa yainokana inobaya. Nungu inoti kana chikara chasvika pedyo inokanda minzwa iyi inoti kana imbwa dzinotya kusvika pedyo nenungu.
Magariro[chinja]
Nungu dzinowanikwa muAfrica, Asia uye South neNorth America. Mhuka idizi dzinowanikwa mumasango; mugwenga; muzasi memakomo uye munzvimbo dzine matombo. Hungwe