Munyungu

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Muzvidzidzo zveScience Munyungu (solution in English) zvinoreva musanganiswa weicho chinokonzrea kunyungudika neicho chacho changungudika. Chacho chiri kunyungudika chinonzi nyungurwa; icho chiri kunyunguditsa chonzi nyungurudzi.

Sokuti kana mvura ichi nyunguditsa shuga; iyo mvura ndiyo nyungurudzi, shuga ndiyo nyungurwa.