Mukaha weChadenga
From Wikipedia
Muzvidzidzo zvinoti: taranyika; jekanyika; fundoyetsimba, mukaha wechadenga (space) izwi rinodudza nzvimbo zienda-nakuenda yakakura zvisina anoziva inova inowanikwa mitumbi yakasiyana-siyana irimo. Mitumbi inowanikwa mumukaha wechadenga inosanganisira:mwedzi; zuva; nyeredzi; nyenyedzi; nezvimwe zvichirikuongororwa nana mazvikokota.
Iwo mukaha wechadenga chimwe chikamu cherudunhumwe.