Muchenya
Muchenya (n. Zanha africana (Radlk.); Velvet-fruit zanha) rudzi rwemuti unowanikwa muZimbabwe nedzimwe nyika Kenya, Tanzania, Mozambique, neAngola.
Mitauro yeBantu[chinjirudza | chinjirudza mabviro]
- Kihehe inoti muvanga kana kivanga (n. Zanha africana) kureva muchenya.
- VaNyaturu vanoti mujulu (n.Zanha africana) kureva muchenya.