Madzinde zvinoreva zvinhu zvinosimwa kana kuti zvinomera muvhu. Iri ndiro zita raonekwa rakafanira kutsanangudza zvizhinji zvinonzi "plants" kuEnglish.
Madzinde anosanganisira: muti; huswa; muriwo; muchero etc.