Madomasi
From Wikipedia
Madomasi (tomato) kana kuti matomasi kana kuti mapuno, idzinde rinobereka muchero unotsvuka kana uchinge waibva unoshandiswa pakubika usavi. Domasi rine ganda gobvu nemukati mune chimunyepfu chine mhodzi mukati.