Ribheriya
| |||
National motto: The love of liberty brought us here | |||
Ribheriya (kureva Liberia) pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Ribheriya, inyika irikugombe re Madokero e Afurika. Yakaganhurwa ne Siera-Leyoni kumaodzanyembaemadokero, Ghini kumaodzanyemba, Kote Dhi Vhwa kumabvazuva, uye ne Gungwa re Atlandiki kuchamhembe ne chamhembechemadokero. Mutauro wayo wechihofisi iChingezi, asi munemitauro inopfuura makumimaviri inotaurwa, inyika ine vanhu ndudzi dzakasiyana-siyana.
Gutaguru rayo i Monorhovhiya (kureva Monrovia).
Vanhu veku Ribheriya vanonzi Varibheri uye munhu mumwechete anonzi Muribheri/Mribheri.
Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi • Somarirandi |
Mavuso anozivikanwa zvishoma | ||||
(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla • (Putugaro) Madeira • (Furanzi) Mayotte / Réunion • (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha • Sahara ye Madokero |
Zvisi ne Materitori ekunze |