Ian Smith

From Wikipedia
Jump to: navigation, search

Ian Smith aiva mutungamiri wehurumende yevarungu panguva ye Rhodesia. Murume uyu akatonga achizopa chigaro kuna Abel Tendekai Muzorewa mugore 1979. Smith akararama achigara muZimbabwe mushure mekuwana kutonga kweruzhinji, mugore 1980.